PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaNovember 5-11, 2018

Shona
Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaNovember 5-11, 2018
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png

November 5-11

JOHANI 20-21

November 5-11
  • Rwiyo 35 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Unondida Here Kupfuura Idzi?”: (10 min.)

    • Joh 21:1-3—Jesu paakafa, Petro nevamwe vadzidzi vakaenda kunobata hove

    • Joh 21:4-14—Jesu paakamutswa akazviratidza kuna Petro nevamwe vadzidzi

    • Joh 21:15-19—Jesu akabatsira Petro kunzwisisa zvaaifanira kukoshesa (“Jesu akati kuna Simoni Petro,” “unondida here kupfuura idzi?,” “kechitatu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 21:15, 17, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 20:17—Zvakataurwa naJesu kuna Mariya Magadharini zvairevei? (“Rega kundinamatira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 20:17, nwtsty)

    • Joh 20:28—Nei Tomasi akadana Jesu kuti “Ishe wangu naMwari wangu”? (“Ishe wangu naMwari wangu!” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 20:28, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 20:1-18

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 73 ¶21-22.—Koka munhu wacho kumusangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 37

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 42

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 45 Nemunyengetero