PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

“Usaroorerana Navo”

Shona
“Usaroorerana Navo”
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202021181/univ/art/202021181_univ_sqr_xl.jpg
mwb21 May p. 14

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Usaroorerana Navo”

“Usaroorerana Navo”

Jehovha aida kuti vaIsraeri varoorane nevanhu vavainamata navo chete (Dhe 7:3; w12 7/1 29 ¶2)

Jehovha haadi kuti vashumiri vake vazochema (Dhe 7:4; w15 3/15 30-31)

Maonero aJehovha panyaya yewanano haana kuchinja (1VaK 7:39; 2VaK 6:14; w15 8/15 26 ¶12)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Murayiro waJehovha wekuti ndiroore kana kuroorwa “munaShe chete” unondibatsira sei?’