May 6-12
2 VAKORINDE 4-6
Rwiyo 128 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Hatidzokeri Shure”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2VaK 4:1-15 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuverenga Nemazvo, mobva makurukura navo chidzidzo 5 chebhurocha raKudzidzisa.
Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w04 7/1 30-31—Musoro: MuKristu Akabhabhatidzwa Anofanira Here Kudanana Nemuparidzi Asati Abhabhatidzwa? (th chidzidzo 7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Ndinoita Zvese Zvandinogona: (8 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi mozobvunza kuti: Hama Foster vakaratidza sei kuti vakaita zvese zvavaigona pakushumira Jehovha vachiri vadiki uye vachiine simba? Zvinhu zvakazochinja sei muupenyu hwavo? Zvii zvavari kuita zvinoratidza kuti vari kuita zvese zvavanogona pakushumira Jehovha pasinei nekuremara kwavakaita? Wadzidzeiwo?
Zvemuungano Yenyu: (7 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 65
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 65 Nemunyengetero

