March 2-8
ISAYA 41-42
Rwiyo 8 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. “Usatya”
(10 min.)
Jehovha aizoita kuti “pave nemumwe munhu anobva kumabvazuva” aizoita kuti vanhu vadedere (Isa 41:2, 5; ip-2 21 ¶10)
Vanamati vaJehovha vaisazofanira havo kutya (Isa 41:10; ijwbv nyaya 5 ¶4-7)
Jehovha aizovabatsira (Isa 41:13)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Uprofita huri muna Isaya chitsauko 41 hunobatsira sei vaKristu mazuva ano?—w16.07 18 ¶4-5.
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Isa 41:8—Jehovha akaratidza sei Abrahamu kuti aiva shamwari yake? (w01 10/1 20 ¶3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Isa 42:1-13 (th chidzidzo 11)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) PAIMBA NEIMBA. Munhu wacho anogamuchira pepa rekumukoka kuChirangaridzo uye anoratidza kuti anoda kuuya. (lmd chidzidzo 6 pfungwa 4)
5. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Koka hama yako kuChirangaridzo, uye shandisa jw.org kumuratidza nzvimbo iri pedyo naye ichaitirwa Chirangaridzo. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 5)
6. Kutsanangura Zvaunotenda
(5 min.) Hurukuro. ijwbq nyaya 60—Musoro: Ungakurira Sei Dambudziko Rokutya Rufu? (th chidzidzo 1)
Rwiyo 19
7. Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo Uchatanga Musi weMugovera 7 March
(5 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri webasa. Taurai urongwa hweungano yenyu hwehurukuro inokosha neChirangaridzo uyewo kuti muchashanda sei ndima yenyu. Kurudzirai munhu wese kuti awedzere ushumiri hwake mumwedzi waMarch naApril. Vaparidzi vanogona kutora upiyona hwebetsero hwemaawa 15.
8. Vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch
(10 min.) Kukurukura nevateereri.
Ratidzai VHIDHIYO yacho. Kana yapera, bvunzai mibvunzo iri muvhidhiyo yacho.
9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) lfb chidzidzo 66 ne67

