PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvinoitwa naJehovha Pakutungamirira Vanhu Vake

Shona
Zvinoitwa naJehovha Pakutungamirira Vanhu Vake
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202021084/univ/art/202021084_univ_sqr_xl.jpg
mwb21 March p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvinoitwa naJehovha Pakutungamirira Vanhu Vake

Zvinoitwa naJehovha Pakutungamirira Vanhu Vake

Jehovha aisarudza kwaifanira kuenda vanhu vake uye kuti vaizoendako riini (Nu 9:17, 18; it-1-E 398 ¶3)

Vaya vaiva mumusasa vaifanira kukurumidza kuita zvinenge zvichidiwa (Nu 9:21, 22; w11 4/15 4-5)

Jehovha aishandisa vanhu vane chivi kuti vape mirayiro inenge ichidiwa (Nu 10:5-8)

Patinoteerera vaya vari kutungamirira, tinenge tichiratidza kuti tinoteerera Jehovha.