PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Kutenda Kunotibatsira Sei Kuti Tive Neushingi?

Shona
Kutenda Kunotibatsira Sei Kuti Tive Neushingi?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202021089/univ/art/202021089_univ_sqr_xl.jpg
mwb21 March p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kutenda Kunotibatsira Sei Kuti Tive Neushingi?

Kutenda Kunotibatsira Sei Kuti Tive Neushingi?

Vasori vaya vakataura mashoko anopedza simba vaisava nekutenda (Nu 13:31-33; 14:11)

Kushayiwa kutenda kwevasori 10 kwakaita kuti hama dzavo dziore mwoyo (Nu 14:1-4)

Vasori vaya vakaramba vaine ushingi vaiva nekutenda (Nu 14:6-9; w06 10/1 16-17 ¶5-6)

VaIsraeri vaiziva kuti Jehovha akanga atombovaponesa. Izvi zvaifanira kunge zvakasimbisa kutenda kwavo kwekuti Jehovha aizovabatsira kuti vatore nyika yeKenani