PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 1 Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya PLAY Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya Kuzvininipisa kwaMariya kwakaita kuti Jehovha amupe basa raikosha risina mumwe akamboripiwa, uye hakuna achazomboripiwazve. 1:38, 46-55 Zvakataurwa naMariya zvinoratidza sei kuti . . . aizvininipisa? aiva nekutenda kwakasimba? aiziva Magwaro? aionga? Kumashure Mberi