PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaJune 6-12, 2016

Shona
Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaJune 6-12, 2016
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png

June 6-12

MAPISAREMA 34-37

June 6-12
  • Rwiyo 95 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU