PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaJuly 2020

Shona
Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaJuly 2020
/assets/ct/08c9985de2/images/syn_placeholder_sqr.png
mwb20 July p. 1

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tinoziva sei kuti kutambura kwatiri kuita hakusi kurangwa naMwari?

Rugwaro: Jak 1:13

Pekuzotangira: Nei tichitambura?

○● PAUNODZOKERA

Mubvunzo: Nei tichitambura?

Rugwaro: 1Jo 5:19

Pekuzotangira: Mwari anonzwa sei paanoona tichitambura?