PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

“Rambai Muchikurudzirana Uye Muchivakana”

Shona
“Rambai Muchikurudzirana Uye Muchivakana”
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202019246/univ/wpub/202019246_univ_sqr_xl.jpg

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 VATESARONIKA 1-5

“Rambai Muchikurudzirana Uye Muchivakana”

“Rambai Muchikurudzirana Uye Muchivakana”

5:11-14

MuKristu wese anokwanisa kukurudzira vamwe. Semuenzaniso, kunyange “tichitambudzika zvikuru” neutano kana kuti nezvimwewo, kupinda kwatinoita misangano uye kubuda muushumiri kunokurudzira vamwe vatinonamata navo. (1VaT 2:2, mashoko emuzasi) Uyewo, kana tikagara tafunga uye tatsvakurudza mashoko anokurudzira, zvichatibatsira kuti tizonyaradza vatinonamata navo.

Ungawanepi mashoko ekukurudzira mumwe munhu ane dambudziko raari kusangana naro?

Ndiani waunoda kukurudzira muungano yenyu?