PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuzadzika Kweuprofita hweTire Kunoita Kuti Tiwedzere Kuvimba naJehovha

Shona
Kuzadzika Kweuprofita hweTire Kunoita Kuti Tiwedzere Kuvimba naJehovha
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202017253/univ/art/202017253_univ_sqr_xl.jpg

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZEKIERI 24-27

Kuzadzika Kweuprofita hweTire Kunoita Kuti Tiwedzere Kuvimba naJehovha

Kuzadzika Kweuprofita hweTire Kunoita Kuti Tiwedzere Kuvimba naJehovha

Bhuku raEzekieri rakataura kuti zvii zvaizoitika Tire paraizoparadzwa.

  • 26:7-11

    Gore ra607 B.C.E., rapfuura ndiani akaparadza guta reTire?

  • 26:4, 12

    Muna 332 B.C.E., ndiani akashandisa zvinhu zvakasara pakaparadzwa Tire kuti avake mugwagwa waienda kune chimwe chitsuwa cheTire, achibva anochiparadza?

Uprofita hupi hwaunoda kuzoona huchizadzika?