PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaJuly 10-16, 2017

Shona
Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaJuly 10-16, 2017
/assets/ct/28ada02fb0/images/syn_placeholder_sqr.png

July 10-16

EZEKIERI 15-17

July 10-16
  • Rwiyo 49 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 131

  • Zadzisa Mhiko Yako Yemuchato Kunyange Kana Usisina Mufaro Muwanano Yenyu: (10 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru kubva muMukai! yaMay-June 2014 peji 13-14.

  • Iva Shamwari yaJehovha​—Taura Chokwadi: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha​—Taura Chokwadi. Kana yapera, kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva, movabvunza zvavadzidza muvhidhiyo yacho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 15 ¶1-8

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero