PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga

Shona
Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202020006/univ/art/202020006_univ_sqr_xl.jpg
mwb20 January p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 3-5

Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga

Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga

3:1-6, 15-19

Satani ari kutsausa vanhu kubvira paakanyepera Evha. (Zva 12:9) Nhema dzinotevera dzinotaurwa naSatani dzinotadzisa sei vanhu kuti vaswedere pedyo naJehovha?

  • Hakuna Mwari

  • Mwari Utatu

  • Mwari haana zita

  • Mwari anoranga vanhu nekusingaperi mumoto

  • Zvinhu zvese zvinokonzerwa naMwari

  • Mwari haana hanya nevanhu

Nhema idzi dzinotaurwa naSatani nezvaJehovha dzinoita kuti unzwe sei?

Ungabatsira sei kuchenesa zita raJehovha?