PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Kunamata Jehovha Kunoda Kuti Munhu Ashande Nesimba

Shona
Kunamata Jehovha Kunoda Kuti Munhu Ashande Nesimba
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202016006/univ/art/202016006_univ_sqr_xl.jpg

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 MAKORONIKE 29-32

Kunamata Jehovha Kunoda Kuti Munhu Ashande Nesimba

Kunamata Jehovha Kunoda Kuti Munhu Ashande Nesimba

Hezekiya anoshanda nesimba kuti vanhu vatangezve kunamata Jehovha

29:10-17

  • 746-716 B.C.E

    Kutonga kwaHezekiya

  • NISANI 746 B.C.E.

    • Mazuva 1-8: Kuchenesa chivanze chomukati

    • Mazuva 9-16: Kuchenesa imba yaJehovha

    • Kuyananiswa kwevaIsraeri vose uye kutangazve kunamata Jehovha

  • 740 B.C.E.

    Kuparara kweSamariya

Hezekiya anokoka vose vane mwoyo yakatendeseka kuti vaungane kuzonamata

30:5, 6, 10-12

  • Nhume dzakatumwa netsamba dzaizivisa nezvePaseka munharaunda yacho yose, kubva kuBheeri-shebha kusvika kuDhani

  • Vamwe vakaseka, asi vazhinji vakaenda kuPaseka