PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU February 2020
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo dzinotaura nezveramangwana uye kuti Mwari achazadzisa sei zvaakavimbisa.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Sungano Inokubatsira
Vimbiso yakaitwa kuna Abrahamu zviuru zvemakore zvakapfuura ichaita kuti tiwane makomborero api?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Chii Chaunodzidza Kubva Mudzimwe Nziyo Dzinobuda paJW Broadcasting?
Dzimwe nziyo dzinobuda paJW. Broadcasting dzinotidzidzisa sei?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Nei Jehovha Akapa Abramu naSarai Mazita Matsva?
Ungaita sei kuti ufarirwe naMwari sezvaiitwa Abramu naSarai?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvingaitwa Nevakaroorana Kuti Vasimbise Wanano Yavo
Vakaroorana vangasimbisa sei wanano yavo nekutevedzera zvaiitwa naAbrahamu naSara?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mutongi Wenyika Yese” Anoparadza Sodhomu neGomora
Kuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora kunoratidzei kuvanhu vari kurarama panguva ino?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Uri Kubatsirwa neKuongorora Magwaro Zuva Nezuva Here?
Ungabatsirwa sei nekuongorora Shoko raMwari zuva nezuva?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anogara Achiita Zvaanenge Avimbisa
Kuzadziswa kwevimbiso yakaitwa naJehovha kuna Abrahamu naSara kungasimbisa sei kutenda kwako?

