PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaDecember 2020

Shona
Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaDecember 2020
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png
mwb20 December p. 1

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tingawana kupi mazano anotibatsira kuti tifare muupenyu?

Rugwaro: Pis 1:1, 2

Pekuzotangira: Kuda mari uye zvinhu kunogona sei kutishayisa mufaro?

○●PAUNODZOKERA

Mubvunzo: Kuda mari uye zvinhu kunogona sei kutishayisa mufaro?

Rugwaro: 1Ti 6:9, 10

Pekuzotangira: Zvakanakirei kuva munhu anofara?