Chapupu chichiudza vanhu nezvejw.org muSão Paulo, kuBrazil

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU August 2018

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nezvekubatsira kunoita Bhaibheri.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Iva Munhu Anoonga

Vaya vanoda kufadza Kristu vanofanira kuda uye kuonga vamwe, pasinei nekuti ndeverudzi rwupi kana kuti ndevechitendero chipi.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Yeuka Mudzimai waRoti

Zvakaitika kumudzimai waRoti zvinotidzidzisei kana tichida kufarirwa naMwari? Ko kana tikaona kuti kuda pfuma kwava kutivhiringidza pakunamata?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvatinodzidza Kubva Pamufananidzo Wemamaina Gumi

Mumufananidzo waJesu wemamaina gumi, ndiani anomiririrwa natenzi, varanda, uye chii chinomiririrwa nemari?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Mashandisiro Atingaita JW.ORG

Mabhuku ari muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa anoita kuti vanhu vazive nezvejw.org. Tikagona kuishandisa, tinogona kubatsira vakawanda muushumiri.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”

Kwasara nguva pfupi kuti Jesu auye kuzoparadza vanhu vasingateereri uye kuzotiponesa. Kuti tipone, tinofanira kunge takagadzirira.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Regerera Vamwe

Jehovha naJesu vanotarisa zvakaita mwoyo wemunhu. Kana vakaona kuti munhu anenge atadza ari kupfidza vanobva vamunzwira nyasha.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jesu Akafirawo Hama Yako

Jesu akafira vanhu vanotadza. Tingaratidzawo sei rudo serwaKristu kuhama nehanzvadzi dzedu dzinotadzawo sezvatinoita?