PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 25-28
Shinga saJeremiya
Jeremiya akataura kuti Jerusarema richaparadzwa sezvakaitwa Shiro
-
Areka yesungano yaimiririra kuvapo kwaJehovha uye yaimbogara kuShiro
-
Jehovha akabvumira kuti vaFiristiya vatore Areka yacho, uye haina kuzombodzoswa kuShiro

