Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | DHANIERI 1-3

Tikavimbika Kuna Jehovha Tinokomborerwa

Tikavimbika Kuna Jehovha Tinokomborerwa

Nyaya yevaHebheru vatatu inogona kutibatsira kuramba takavimbika kuna Jehovha

3:16-20, 26-29

Uchishandisa mavhesi ari pasi apa, kuvimbika kuna Jehovha kunosanganisirei?