Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Iva Akavimbika Paunoedzwa

Iva Akavimbika Paunoedzwa

Ona vhidhiyo yakanzi Iva Akavimbika Sezvakanga Zvakaita Jesu​—Paunoedzwa, wozopindura mibvunzo iyi:

  • Zvii zvakaitwa nemapurisa achida kuti Sam asaramba akavimbika kuna Mwari?

  • Chii chakabatsira Sam kuramba akavimbika?

  • Kuvimbika kwake kwakabatsira sei kuti Jehovha arumbidzwe?