Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

October 12-18

EKSODHO 33-34

October 12-18
  • Rwiyo 115 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Unhu Hwakanaka Huna Jehovha”: (10 min.)

    • Eks 34:5—Kuziva zita raMwari kunosanganisira kuziva mabasa, zvinangwa uye unhu hwake (it-2-E 466-467)

    • Eks 34:6—Unhu hwake hunoita kuti tide kuva pedyo naye (w09 5/1 18 ¶3-5)

    • Eks 34:7—Jehovha anoregerera vanhu vanopfidza zvivi zvavo (w09 5/1 18 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 33:11, 20—Mwari akataura sei naMozisi “vakatarisana chiso nechiso”? (w04 3/15 27 ¶5)

    • Eks 34:23, 24—Nei zvaida kutenda kuti varume vechiIsraeri vakwanise kuenda kumitambo mitatu yaiitwa gore negore? (w98 9/1 20 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 33:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU