Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Vanasikana vaZerofehadhi vachikumbira kupiwa nhaka yababa vavo

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura

Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura

Vanasikana vashanu vaZerofehadhi vaida kuchengetedza nhaka yababa vavo (Nu 27:1-4; w13 6/15 10 ¶14; ona mufananidzo uri pakavha)

Jehovha akaita chisarudzo chinoratidza kuti haasaruri (Nu 27:5-7; w13 6/15 11 ¶15)

Isuwo hatifaniri kusarura (Nu 27:8-11; w13 6/15 11 ¶16)

Tinotevedzera Jehovha pakusava nerusarura patinoremekedza vatinonamata navo tichivaratidza rudo uye patinoparidzira vanhu vemarudzi ese.