Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Dzinga Vagari Vese Vemunyika Yacho”

“Dzinga Vagari Vese Vemunyika Yacho”

Jehovha akarayira vanhu vake kuti vabvise zvinhu zvese zvaigona kuvakanganisa (Nu 33:52; w10 8/1 23)

Jehovha aizokomborera kushanda kwavo nesimba kuti vatore Nyika Yakapikirwa (Nu 33:53)

VaIsraeri vaizosangana nematambudziko kana vakasadzinga vavengi vavo vese munyika yacho (Nu 33:55, 56; w08 2/15 27 ¶5-6; it-1-E 404 ¶2)

Kuti tifadze Jehovha, tinofanira kusiyana nezvinhu zvese zvinogona kusvibisa kunamata kwedu kana tsika dzedu. (Jak 1:21) Jehovha anotipa simba rekukunda zvido zvakaipa zviri matiri uye zvinhu zvinosvibisa zviri munyika ino.