Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri

Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri

Tinoratidza kuti tine uchenjeri uye tinonzwisisa patinoteerera mirayiro yaMwari (Dhe 4:6; it-2-E 1140 ¶5)

Vanhu vakawanda pavanocherechedza zvatinoita vanoona kuti mirayiro yaMwari inoratidza uchenjeri (Dhe 4:6; w99 11/1 20 ¶6-7)

Vanhu vaJehovha vanorarama upenyu hwakanaka kupfuura hwevanhu vemamwe marudzi (Dhe 4:7, 8; w07 8/1 29 ¶13)

Vanhu vakawanda vanouya kusangano raJehovha pavanoona unhu hwakanaka hwevaya vanorarama zvinoenderana nemitemo yaMwari.

Makomborero api awakawana anobva pakuteerera mirayiro yaJehovha?