Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda

Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda

VaIsraeri vakanyengedzwa nevaMoabhi kuti vaite zvakaipa (Nu 25:1, 2; lvs 118 ¶1-2)

Kusavimbika kwevaIsraeri uye kungofunga zvakavanakira kwakaita kuti Jehovha avatsamwire chaizvo (Nu 25:3-5; lvs 119 ¶4)

Jehovha akadzora kutsamwa kwake nekuda kweushingi hwakaratidzwa nemunhu mumwe chete (Nu 25:6-11)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndepapi pandinofanira kuva neushingi hwekuratidza kuti ndakasiyana nevamwe?’