Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Akaita Kuti Kutambudzwa Kugume Nekupa Uchapupu

Jehovha Akaita Kuti Kutambudzwa Kugume Nekupa Uchapupu

Kazhinji kacho chinangwa chevanhu vanotitambudza ndechekuti tirege kuita basa rekuparidza. Asi kuramba takavimbika kuna Jehovha kunyange patinenge tichitambudzwa kunoita kuti akudzwe.

ONA VHIDHIYO INONZI KUKURUKURA NAHAMA DMITRIY MIKHAYLOV, WOBVA WAPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Hama Mikhaylov vakatambudzwa sei?

  • Jehovha akabatsira sei Hama Mikhaylov kuti vatsungirire?

  • Jehovha akaita sei kuti kutambudzwa kwaiitwa Hama Mikhaylov kupe uchapupu kune vamwe vasungwa?