Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 5-8

Nehemiya Aiva Mutariri Ainyatsogona Basa

Nehemiya Aiva Mutariri Ainyatsogona Basa

Tishri 455 B.C.E.

8:1-18

  1. Nehemiya anofanira kunge akaunganidza vanhu panguva iyi kuti vanamate Jehovha

  2. Izvi zvakaita kuti vanhu vafare chaizvo

  3. Vanababa vakaungana kuti vaone kuti vanganyatsotevedzera sei Mutemo waMwari

  4. Vanhu vakagadzirira kupemberera Mutambo weMatumba