Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

August 28–​September 3

EZEKIERI 39-41

August 28–​September 3
  • Rwiyo 24 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Temberi Yakaratidzwa Ezekieri Inokudzidzisei?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Eze 39:7​—Vanhu pavanoti Mwari ndiye ari kukonzera zvinhu zvakaipa, vanenge vachizvidza sei zita rake? (w12 9/1 21 ¶2)

    • Eze 39:9​—Kana Amagedhoni yapera, zvombo zvehondo zvichaitwa sei? (w89 8/15 14 ¶20)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 40:32-47

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU