SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE

Tito—Zviri Mubhuku Racho

Shona
Tito—Zviri Mubhuku Racho
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg
nwt Tito p. 1848

Tsamba Kuna Tito

Zvitsauko

1 2 3

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kwaziso (1-4)

    • Tito anofanira kugadza vakuru muKrete (5-9)

    • Tsiura vanhu vanopanduka (10-16)

  • 2

    • Dzidziso yakanaka kuvakuru nevadiki (1-15)

      • Ramba zvinhu zvisingadiwi naMwari (12)

      • Kushingairira mabasa akanaka (14)

  • 3

    • Kuzviisa pasi kwakakodzera (1-3)

    • Gadzirira kuita mabasa akanaka (4-8)

    • Siyana nenharo dzisina basa uye dzidziso dzenhema (9-11)

    • Kuudzwa zvekuita uye kwaziso (12-15)