Mapisarema 133:1-3

  • Kugarisana pamwe chete

    • Semafuta ari mumusoro maAroni (2)

    • Sedova reHemoni (3)

Rwiyo Rwekukwidza. RwaDhavhidhi. 133  Tarisai kunaka kwazvakaita uye kufadza kwazvinoitaKana hama dzichigara pamwe chete dzakabatana!+   Zvakaita semafuta akanaka adururirwa mumusoro+Achiyerera achidzika nemundebvu,Ndebvu dzaAroni,+Oyerera nepakora yezvipfeko zvake.   Zvakaita sedova reHemoni+Rinodzika pamakomo eZiyoni.+ Ipapo ndipo pakaziviswa naJehovha chikomborero chake,Upenyu husingaperi.

Mashoko Emuzasi